Isaya 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai, kutinhira pamusoro pamakomo, kwakafanana nokwavanhu vazhinji zhinji! Inzwai, mheremhere pakati poumambo, sendudzi dziri kuungana pamwe chete! Jehovha Wamasimba Ose ari kugadzirira mauto kundorwa.

Isaya 13

Isaya 13:2-13