Isaya 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndicharanga nyika nokuda kwokuipa kwayo, navakaipa nokuda kwezvivi zvavo. Ndichagumisa vanozvikudza pakudada kwavo, uye ndichaderedza kuzvikudza kwavasina tsitsi.

Isaya 13

Isaya 13:8-12