Isaya 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzana, mhuru neshumba nezvakakodzwa zvichafura pamwe chete; uye mwana mudiki achazvitungamirira.

Isaya 11

Isaya 11:3-9