Isaya 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokunzwisisa mweya wamano nowesimba, mweya wokuziva nowokutya Jehovha,

Isaya 11

Isaya 11:1-12