Isaya 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achasimudzira marudzi mureza uye achaunganidza vakadzingwa vaIsraeri; achaunganidza vakaparadzirwa vavanhu veJudha, kubva kumativi mana enyika.

Isaya 11

Isaya 11:7-15