Isaya 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro Mudzi waJese uchamira somureza wamarudzi; ndudzi dzichamhanyira kwaari, uye nzvimbo yake yokuzorora ichabwinya.

Isaya 11

Isaya 11:1-16