Isaya 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange vanhu vako, iwe Israeri, vakaita sejecha regungwa, vachasara chete ndivo vachadzokera. Kuparadzwa kwakatotemwa, kuzere nokururama.

Isaya 10

Isaya 10:14-29