Isaya 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, Ishe Jehovha Wamasimba Ose, achatumira denda rinoonza pamusoro pavarwi vakafuta; pasi pokubwinya kwake moto uchatungidzwa kufanana nemirazvo inopfuta.

Isaya 10

Isaya 10:13-22