Isaya 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti iye anoti,“Nesimba ramaoko angu ndakaita izvi, uye nouchenjeri hwangu, nokuti ndinonzwisisa. Ndakabvisa miganhu yendudzi, ndikapamba pfuma yavo; semhare ndakakunda madzimambo avo.

Isaya 10

Isaya 10:8-21