Isaya 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai Jehovha Wamasimba Ose asina kutisiyira vakapukunyuka, tingadai takafanana neSodhomu, tingadai takaita seGomora.

Isaya 1

Isaya 1:1-14