Isaya 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, rudzi runotadza, vanhu vakaremerwa nezvakaipa, vana vavaiti vezvakaipa, vana vanoita zvakaora! Vakasiya Jehovha; vakashora Mutsvene waIsraeri vakamufuratira.

Isaya 1

Isaya 1:1-6