Isaya 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mitambo yenyu yoKugara kwoMwedzi nemitambo yenyu yakatsaurwa inovengwa nomweya wangu. Zvava mutoro kwandiri; ndaneta nokuzvitakura.

Isaya 1

Isaya 1:9-16