Isaya 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvibayiro zvenyu zvizhinji, zvinyiko kwandiri?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Zvibayiro zvinopiswa zvawandisa, zvamakondohwe namafuta ezvipfuwo zvakakodzwa; Handifadzwi neropa renzombe, ramakwayana nerembudzi.

Isaya 1

Isaya 1:6-15