Hosea 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange dai vakapukunyuka kubva pakuparadzwa, Ijipiti ichavaunganidza, uye Memufisi ichavaviga. Matura avo esirivha achafukidzwa norukato, uye minzwa ichamera mumatende avo.

Hosea 9

Hosea 9:1-10