Hosea 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuda kwouipi hwavo hwose muGirigari, ndakavavenga ikoko. Nokuda kwamabasa avo akaipa, ndichavadzinga kubva mumba mangu. Handichazovadizve, vatungamiri vavo vose vakapanduka.

Hosea 9

Hosea 9:13-17