Hosea 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kukudzwa kwaEfuremu kuchabhururuka seshiri, pasina kubereka, pasina pamuviri, pasina kubata pamuviri.

Hosea 9

Hosea 9:8-17