Hosea 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanogadza madzimambo vasina kutenderwa neni; vanosarudza machinda pasina mvumo yangu. Vanozvigadzirira zvifananidzo nesirivha negoridhe ravo kuti vagoparadzwa.

Hosea 8

Hosea 8:1-13