Hosea 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Israeri akakanganwa Musiki wake ndokuvaka mizinda; Judha akomberedza maguta mazhinji namasvingo. Asi ndichatumira moto pamaguta avo uchaparadza masvingo avo.”

Hosea 8

Hosea 8:13-14