Hosea 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvavo vakazvitengesa pakati pendudzi, ndichavaunganidza zvino pamwe chete. Vachatanga kuparara pasi poudzvinyiriri hwamambo ane simba guru.

Hosea 8

Hosea 8:2-13