Hosea 8:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Isa hwamanda pamuromo wako! Gondo riri pamusoro pemba yaJehovha. nokuti vanhu vakaputsa sungano yangu uye vakapandukira murayiro wangu.

2. VaIsraeri vanodana kwandiri vachiti, ‘Haiwa, Mwari wedu, tinokuzivai!’

3. Asi Israeri akaramba zvakanaka; muvengi achamutevera.

Hosea 8