Hosea 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vane nhamo, nokuti vakarasika vachibva kwandiri! Ngavaparadzwe, nokuti vakandipandukira! Ndinoshuva kuvadzikinura, asi vanondirevera nhema.

Hosea 7

Hosea 7:5-16