Hosea 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pose pandichaporesa Israeri, zvivi zvaEfuremu zvichaiswa pachena uye mhosva dzeSamaria dzichabudiswa pachena. Vanoita zvounyengeri, mbavha dzinopaza dzimba, uye makororo anotorera vanhu zvinhu munzira;

Hosea 7

Hosea 7:1-6