Hosea 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samakororo anovandira munhu, ndizvo zvinoita boka ravaprista. Vanouraya vanhu panzira inoenda kuShekemu, vachipara mhosva dzinonyadzisa.

Hosea 6

Hosea 6:1-11