Hosea 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo ndinokugurai ndichikuitai zvidimbu zvidimbu navaprofita vangu, ndakakuurayai namashoko omuromo wangu, kutonga kwangu kwakapenya semheni kwamuri.

Hosea 6

Hosea 6:3-6