Hosea 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Efuremu paakaona kurwara kwake, naJudha maronda ake, Efuremu ndipo paakatendeukira kuAsiria, akatuma nhume kuna mambo mukuru kundotsvaka rubatsiro. Asi haagoni kukurapa, haagoni kuporesa mavanga ako.

Hosea 5

Hosea 5:9-15