Hosea 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vangu vanoparadzwa nokuda kwokushayiwa zivo. “Sezvo maramba zivo, ini ndakurambaiwo savaprista vangu; nokuti makafuratira murayiro waMwari wenyu, ini ndichafuratirawo vana venyu.

Hosea 4

Hosea 4:1-14