Hosea 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kwavanhu vangu vanobvunza chifananidzo chedanda uye vanopindurwa netsvimbo yomuti. Mweya woufeve unovatungamirira mukurasika, havana kutendeka kuna Mwari wavo.

Hosea 4

Hosea 4:9-18