Hosea 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vaIsraeri vachagara mazuva mazhinji vasina mambo kana muchinda, vasina chibayiro, vasina shongwe, efodhi kana chifananidzo.

Hosea 3

Hosea 3:3-5