Hosea 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro ndichavaitira sungano nemhuka dzesango neshiri dzedenga uye nezvipuka zvinokambaira pasi. Uta nomunondo nehondo, ndichazvibvisa panyika kuti zvose zvivate pasi zvakachengetedzeka.

Hosea 2

Hosea 2:15-23