Hosea 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ikoko ndichavadzosera minda yavo yemizambiringa uye ndichaita kuti mupata weAkori uve musuo wetariro. Ikoko vachaimba sapamazuva oumhandara hwavo, sapamazuva avakabuda kubva muIjipiti.

Hosea 2

Hosea 2:13-21