Hosea 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vachagarazve mumumvuri wake. Achararama sezviyo. Achatunga maruva somuzambiringa, uye mbiri yake ichafanana newaini yeRebhanoni.

Hosea 14

Hosea 14:3-9