Hosea 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti. Haungazovi nomumwe Mwari kunze kwangu; kana mumwe Muponesi kunze kwangu.

Hosea 13

Hosea 13:1-8