Hosea 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Efuremu akati ataura, vanhu vakadedera; iye akakudzwa muIsraeri. Asi akava nemhosva yokunamata Bhaari uye akafa.

Hosea 13

Hosea 13:1-11