Hosea 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Efuremu anozvikudza achiti, “Ndakapfuma kwazvo; ndazova mupfumi chaiye. Noupfumi hwangu hwose havangawani mandiri chakaipa chipi zvacho kana chivi mukati mangu.”

Hosea 12

Hosea 12:4-13