Hosea 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita mutsimba nomutumwa akamukurira; akachema akakumbira kuti anzwirwe nyasha naye. Akamuwana paBheteri akataura naye ipapo,

Hosea 12

Hosea 12:1-10