Hosea 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handingazadzisi kutsamwa kwangu kukuru kana kutendeuka kuti ndiparadze Efuremu. Nokuti ndiri Mwari, kwete munhu, Mutsvene pakati penyu. Handingauyi ndakatsamwa.

Hosea 11

Hosea 11:6-12