Hosea 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachati, “Hatina mambo nokuti hatina kukudza Jehovha. Asi kunyange dai taiva namambo, angadai akatiitireiko?”

Hosea 10

Hosea 10:1-5