Hagai 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda kubvira muIjipiti. Uye Mweya wangu uchagara pakati penyu. Musatya.’

Hagai 2

Hagai 2:1-12