Hagai 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ndiani pakati penyu vakasara akaona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga? Munoionawo sei zvino? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here?

Hagai 2

Hagai 2:1-7