Hagai 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubvira pazuva ranhasi zvichienda mberi, kubvira pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wepfumbamwe, fungisisai zuva riya rakateyiwa nheyo dzetemberi yaJehovha. Fungisisai izvozvo:

Hagai 2

Hagai 2:12-19