Hagai 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu aiti kana achinge asvika pamurwi wezviyero makumi maviri, paingova negumi chete. Munhu aiti kana asvika pachisviniro chewaini achida kuchera zviyero makumi mashanu, kwaingova nezviyero makumi maviri chete.

Hagai 2

Hagai 2:13-23