Hagai 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hagai akapindura akati, “ ‘Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Zvose zvavanoita uye zvose zvavanopa sechibayiro ipapo zvakasvibiswa.

Hagai 2

Hagai 2:7-22