Hagai 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akatakura nyama tsvene mumupendero wenguwo yake, uye mupendero ukagunzva chingwa kana nyama yakabikwa, kana waini, kana mafuta kana zvimwe zvokudya, zvichava zvitsvene here?’ ” Vaprista vakapindura vakati, “Kwete.”

Hagai 2

Hagai 2:2-22