Hagai 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ko, inguva here yokuti imi pachenyu mugare mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namapuranga, asi imba ino ichiramba iri dongo?”

Hagai 1

Hagai 1:1-9