Habhakuki 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, makanga matsamwira nzizi here, Makanga matsamwira zvikova here, nhai Jehovha? Makanga matsamwira gungwa here pamakafambisa mabhiza enyu nengoro dzenyu dzokukunda?

Habhakuki 3

Habhakuki 3:1-10