Habhakuki 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamira, akazungunusa nyika; akatarisa, akabvundisa ndudzi dzavanhu. Makomo akare kare akakoromoka uye zvikomo zvakare zvakawira pasi. Nzira dzake dzinogara nokusingaperi.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:1-15