Habhakuki 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva; bwerazuva hwakapenya huchibva muruoko rwake, makanga makavigwa simba rake.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:3-12