Habhakuki 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:1-11