Habhakuki 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makauya kuzonunura vanhu venyu, kuzoponesa muzodziwa wenyu. Makaparadza mutungamiri wenyika yavakaipa, mukamufukura kubva kumusoro kusvika kutsoka. Sera

Habhakuki 3

Habhakuki 3:7-15