Habhakuki 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva nomwedzi zvakambomira kumatenga zvichiona kuvaima kwemiseve yenyu yaipfuura, zvichiona kupenya kwepfumo renyu rinobwinya.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:2-13